Hubbie anochita (help please)
https://whatsapp.com/channel/0029VaADnoH6RGJGK9XwOK21
*Hubby anoCheater*
Hie post as hide. Ini ndine 14yrs mumarriage ndiri mkadzi ane 34yrs ndine vana 4 problem ndeyekut hubby ano cheater ende Shamwari dzake dzinondiudza kut mukaenda pakati izvozvi munomuona zveshuwawoo ndinonomuona pekutanga ndakambofunga kut maybe ma friends ake anondida but hapana akambondinyenga kana 1day, Apa and ndikamubata haakumbire sorry kana 1 day zvaro anenge achiramba. Problem yangu manje ndoenda kubasa kut ndishandise mari yangu kutenga zvinhu zvakaita sehembe kana midziyo yechikadzi yemumba anoramba anotsamwa ndavane 3yrs ndiri teacher but mu kitchen hamuna kana chinhu kana stove kana kitchen unit kana maplates or cups anongoti tichatenga anotora mari yangu ogadzira mota yake kana kutenga zvekuvakisa imba yatirikugara but izvozvi yavakupera saka akaunganidza mari ye kutenga mota pamari yake yaanoshanda yangu achishandisa zvepamba. Saka ini kubva achitenga mota 2012 handina kumbobvira ndatora license anenge achingoshandisa mari yangu yese ndosara ndisina kana $1 ndichiti pamwe ndokuterera kwacho saka ndatambira February ndakataura kut this time mari ndoda kutora license akaramba ndokubva atsamwa akati pano panoda kupedziswa kuvakwa license unoidii unoda kutsvaga basa nayo here akapopota izvozvi ane 1week akatsamwa apa mari yekutenga mota yechi2 anayo. Apa hatina muchato anoramba kuchata imba nemota zvirimuzita rake 1 day ndarova girl friend rake rakazouya nemaparents aro and he was taking their side not mine apa girl friend ne vabereki varo varipo and he never apologized. Pliz help
Ndobuditsa mari ofara here ???🤑
Ndotoita zvandinoda nemari yangu??😂
Ndotosiya marriage yacho???
😍
Please share
Comments
Post a Comment