Zvirikugara zvichindidya mumoyo

 

Hide ID


Ndine dambudziko hombe. Ndaigara na sisi vangu nemurume wavo muno mu Harare. So bamukuru always said ndiri nhaka yavo and he showed kuti vanondida but never told me. Vaingoti mostly patosanga vaigona kundibata zamu kana kundirova garo. Iniwo ndakatanga kunzwa kuvada zvekusvika pa kuvenga sis vangu. So last week vakaenda ku church conference and I got the chance yekunyatsotamba na bamkuru. I tried ku vaisa padhuze but vaindiisira gokora. He ended up saying it's so tempting kana sis venyu vasipo totamba tese varipo. I tried

to show him kuti I was interested but vakati no. So pakudzoka kwasisi she called me kuti ndivaisire chikafu she was hungry since vanga vava ne time vakatsanya. Ndakaisa chikafu chine mushonga wemakonzo ndichida kusara nemurume. Vakazosvika zvavo vese na bamkuru ini ndobva ndabuda. Havana kuzodya chikafu chiye vakangopa mwana wangu coz ndiye ega ange aripo vavo vari kuma boarding. Ndakadzoka kwandakange ndaenda ndokusvika mwana atofa ivo vachitoitana zvavo mu bedroom mavo. Ndakazovaudza but tese takangoti pamwe it was suicide. Nyaya iyi iri kunditambudza guys ndiri mu Jeri rangu ndega. Ndozviudza aniko kuti ndakadya mazai angu ndega pamwe ndingarerukirwa. Panoitwa sei guys

Comments

Popular posts from this blog

Kuvhura hombe confessions

Painful confession

Kusvira kwandakaita mai shamie