Painful confession
*Confession alert ๐๐*
*So painful*
Hide my ID bro. Aaa hangu nyaya yangu ingasekesa zvayo but iri serious mukoma .handisi kuziya kuti ijambwa here kana kuti munyama Rhyking. Unoziya hako kubva ndichizvara handisati ndamborara chero ne musikana ๐. Ndechitoda wangu but sinhi rangu harimiri totally. Chero ndikabata musikana sei mazamo, kiss, chero ndikaona chinhu chake haitomiri zvachose. Chero ndikabatwa wangu haisimuki๐ญini ndichafa zvangu nema stress kuti saka ndichatofa ndisinawo mwana here.
Ndanyadzisa pakawanda wangu kubata musikana kusvika apera Simba, zvekuti anotota kuzasi kwake, kusvika paku feeler zvekuti anovhura makumbo ake but yangu inongoramba kumira kuti ndimuudze Ndotya kuti anozoudza vanhu. Ndotozonyara kuti ndatadza kurara ne musikana anozondiona sekuti handina dhiri.. Ndombozama kumuita nechigunwe but zvoita worse coz anenge akuchemerera achiti ndichiisa dick yangu mukati make.. Apa dick anenge achiramba kusimuka๐ญ๐ญ. Please hapanawo here anoziva mushonga kana munhu anogona kundibetsera.
*Please follow our๐ Channel๐ for more*
https://whatsapp.com/channel/0029VaADnoH6RGJGK9XwOK21
*Please Foward to more than 5 groups*
Comments
Post a Comment