Confessions
Woman 1
Hi mukoma ini chichaita ndiite boyfriend ndechekuti murume wangu haana rudo zvamuchose torarama kunge hanzvadzi even kubhuya neni haaiti anongo enda kubasa kana adzoka ogara kumota ozo pinda mumba aku rara saka i get lonely at times and crave for some love haana time neni i tried to spice up our marriage but i get tired of trying alone sex inoitwa once in a while we can go weeks without having but nenge ndichitoda ndaneta neku tanga munhu everyday so ndakungo siyana naye tane mwedzi wese no action no nothing
Woman 2
Topic yekuti chii chinokusunda kuita boyfriend. Have been married for more than 10 years. Baba vane usimbe in terms of bonde, anotokuitira rough kana uchida sex. Unotoudzwa kuti ndozvaunongofunga chete ini ndikufunga zvemari iwe ukungofunga zvesex. Apa iwe unenge utori nejinja chairo and you end up wakutochema. Baba vari rough ivavo ukamubvunza anything anopindura rough yekuti unonyarara and now hatiite nyaya umwe neumwe anenge ari pafone pake. I dont know kuti ndakagumisira kunzi l love you rinhi. Saka ukazowana munhu anokupa attention yaukushaya mumba haa unogona kuwira chaiko
Woman 3
Hie mkoma
About issue yezvikuitwa nana baba mumba. Inin kwangu togona kuita 2 to 3 weeks without sex, anongoti akaneta or he is not feeling like it. Patinoita pacho its just one round otoburuka. Ndaimbofunga kuti maybe its a health issue but now i feel im not attracting him enough. Ndiri munhu ari naughty mu bedroom, i try all the tricks but hazvishande. So ndofa here nenzara. Im thinking of having someone anoita achimubatsira. I love him but pabonde apa vakundiisa pamuyedzo chaipo.
Woman 4
Hi Tete vedu plz chitupa vigai aaah ndaburuka kuterrace imi mukoma Mikey ndaisishoora vakadzi vanoita maboyfrend izvo zvikonzero ndozvinomutuma aaah zibaba rekwangu rakutondisvota Ini uone apo rino zigentlemen rakasvika chisvirai weee koi koi raneta romance dololo harina kana masweets words arinotaurao comunication yacho yakadhakwa kunge unotaura nemukwasha wako mukoma Mikey ndiri munzara Ini nzara inotyisa ndiri kutoti dai ndawana wekuvaraidza zvangu naye kwete mahumbwe atinooneswa aya hapana kana chinozikanwa rakutondisvota Kani nxaaaa murume rudzii asina zemo asinganaki kana taste nxaaa
Woman 5
Mukoma murisei ndaburukawo nhasi paTopic yezvinoitwa nana baba,,,, Inini hangu kuti nditi ndirimu merechi ndinenge ndichinyeba ini ndiri married Single muzvese hazvo bedroom racho zvaro dololo ndakatombo joina chinamwali ndikazobuda ini ndikati ndingafe nezemo nezvinotaurwa nekuitwa mugroup zvinoda uchizozviitwawo, sekisi yedu ka1 after 2 months kkk and 2mins kungopinza musoro akutozhamba otonzwa yoweee nyakata obva atorara, mukanwa hamo kunhuwa kana kiss handichaida ini zvakawandamukoma Mike regai ndingoti sex life yedu hapana hapana,,, And another thing I feel like he is using me murume uyu every time anenge achingoti haana mari ndini ndinoita zvese, rent, fees nezvese zvemumba ini ndapfidza hangu ndakunzwa hasha ndikamutarisa and ndakuda boyfriend hangu nzara yacho haichaita unohwa kutsva sure ichivhita iyi arh, link me nemunhu anenzara seni ari mature and smart ndatambura imiwee ๐ฃ
Usarega kuita follow nekuita subscribe kuyoutube kwedu
Zita dzebonde263
Comments
Post a Comment