Why ndakaita boyfriend confession part 1
Woman 1 Hi mukoma ini chichaita ndiite boyfriend ndechekuti murume wangu haana rudo zvamuchose torarama kunge hanzvadzi even kubhuya neni haaiti anongo enda kubasa kana adzoka ogara kumota ozo pinda mumba aku rara saka i get lonely at times and crave for some love haana time neni i tried to spice up our marriage but i get tired of trying alone sex inoitwa once in a while we can go weeks without having but nenge ndichitoda ndaneta neku tanga munhu everyday so ndakungo siyana naye tane mwedzi wese no action no nothing Woman 2 Topic yekuti chii chinokusunda kuita boyfriend. Have been married for more than 10 years. Baba vane usimbe in terms of bonde, anotokuitira rough kana uchida sex. Unotoudzwa kuti ndozvaunongofunga chete ini ndikufunga zvemari iwe ukungofunga zvesex. Apa iwe unenge utori nejinja chairo and you end up wakutochema. Baba vari rough ivavo ukamubvunza anything anopindura rough yekuti unonyarara and now hatiite nyaya umwe neumwe anenge ari ...
Comments
Post a Comment