Makuhwa

 

Ladies and gentleman God is amazing indeed.

The guy you see here VK Lion Heart deserves my appreciation. Just imagine from nowhere, he has just bought me some podcast equipment and I am collecting this week.

People who invest in others are jewels in the universe. I have learnt so many things through your gesture Mukoma uye Mwari vakuwedzerei.

Zimbabwe ndokumbirawo tivatende nokuti haaa ndatenda.

#The Restoration




Blessed MaGaffa🙏

🌀Ndauya neimwe extra lesson


Pasong yaWinky iya inonzi Area 51

Ane line rinoti "ndobva ndakuratidza ziTateguru Einstein re theory yeRelativity"


▪️Saka nhasi toda kudzidza kuti Zitateguru Einstein ndiani 


🌀Einstine ndicho chibaba chakachiinja manzwisisiro atinoita science zvikuru sei panyaya ye gravity nezvinhu zvinoitika muchadenga (Space)


Wakambozvivhunza here kuti nyika yakagara pai?

Handiti iwewe wakamira pa ground reEarth, ko iyo Earth yacho yakamira pai kana kuti yakagara pai?


Earth yakangoita sezvaunoona Mwedzi mudenga.Handiti unoona kuti Mwedzi hauna panobatika pawakagara?, ungori muchadenga (Space) 

Ndizvo zvakafanana neEarth,haina chinobatika chayakagara,ingoriwo muchadenga (Space) 


Saka Zuva neNyeredzi dzese dzaunoona mudenga hadzina panobatika padzakagara, dzingori mumhepo (space)

Asi tikati mumhepo tinenge tisina kutaura zvakanaka ndava muSpace hamuna mhepo (air)

Ndangoti dziri mumhepo kuti unyatso nzwisisa kuti hadzina panobatika padzakagara

Izvezvi so iwewe tikakutora tokuendesa kuSpace,unongotanga kufloater muSpace imomo, haudonhi,kuSpace hakuna up kana down,hakuna zvekare sound ndava Space haina maProperties anofambisa sound sepano panyika

Meaning to say ukaridza mhere muSpace hapana anokunzwa.The other thing is that you can't start a fire in space nekuti hakuna Oxygen.Moto haubvire kana pasina oxygen 


Einstein akati iye Gravity kuitwa curve kunoitwa Space nemaObjects ane mass

Chinhu chega chega chine mass chinoita curve space

Zvakangofanana nekukaka mucheka then woisa dombo pamusoro pawo,you will see kuti dombo iroro rinobva raita curve mucheka iwowo zvekuti ukaisa katombo kadiki kanobva kawira padombo hombe nekuda kwe curve yemucheka yagadzirwa nedombo hombe

Asi ukakanda katombo ikako pamucheka uyu then kobva karamba kachimhanya at a constant speed fast enough,kanobva katanga kutenderera dombo hombe riya continuously 

Ndiko kutenderera kunoita earth paZuva (Sun)

Zuva rakakura zvikuru kwazvo.You can put 1.3million Earths into the Sun.You need 330k Earths kuti uite match mass yeZuva

Saka nekudaro Zuva rino creator zi Big Curve paSpace nekuti rine mass hurusa

So what's actually happening is that Earth nema Planets ese zvirikudonhera paZuva just like katombo kadiki kaya katambotaura.Asi nemhaka yekuti Earth nemaPlanets ese zvirikumhanya fast enough at a constant speed,zvinobva zvatanga kutenderera Zuva.Earth ikangotanga ku loser speed chete inobva yatodonhera paZuva

So zvazvinoreva ndezvekuti Earth irikumhanya faster than it can fall on the sun,ndopanobva principle ye orbital mechanics


Einstein akati iye Space neTime chinhu one

So Zuva parinoita curve Space,rinenge richiita curve Time as well

What it means is that Time ticks slower at the Surface of the Sun compared to here on Earth 

Time ticks slower at the Earth's surface compared to munhu ariku Space

Chinhu chino curver Space-Time kudarika zvinhu zvese i Black Hole

Depending ne size yeBlack Hole racho,one hour uripa Event Horizon yeBlack Hole could theoretically be equal to 100 years on Earth because time ticks more slowly there

So according to Einstein,gravity is the Curvature of Space-time,it's not a force as theorized by Isaac Newton 


Keep in mind kuti hapana chinhu chakamira.Even paya paunenge wakamira hauna kumira,urikutofamba ndava uri paEarth iri kutenderera Zuva.Wakafanana nemunhu ari mumota

Saka all things in the Universe are in motion relative to the observer

Tinovatenda Tateguru Einstein 


🌀Finally 

Winky akati iye "ndini Albert Einstein wemangoma, E=MC2️⃣ ndakapasa"

▪️Equation iyi inongoreva kuti Energy ne Mass zvingori different forms of the same thing 

▪️Unogona kuchinja Energy into Mass and you can turn Mass into Energy 

▪️So kuti E is equal to MC squared zvinoreva kuti Energy is equal to Mass times the speed of light squared 


TAFFY THEMAN

Comments

Popular posts from this blog

Kuvhura hombe confessions

Painful confession

Kusvira kwandakaita mai shamie