Posts

Showing posts from April, 2024

Zvirikugara zvichindidya mumoyo

Image
  Hide ID Ndine dambudziko hombe. Ndaigara na sisi vangu nemurume wavo muno mu Harare. So bamukuru always said ndiri nhaka yavo and he showed kuti vanondida but never told me. Vaingoti mostly patosanga vaigona kundibata zamu kana kundirova garo. Iniwo ndakatanga kunzwa kuvada zvekusvika pa kuvenga sis vangu. So last week vakaenda ku church conference and I got the chance yekunyatsotamba na bamkuru. I tried ku vaisa padhuze but vaindiisira gokora. He ended up saying it's so tempting kana sis venyu vasipo totamba tese varipo. I tried to show him kuti I was interested but vakati no. So pakudzoka kwasisi she called me kuti ndivaisire chikafu she was hungry since vanga vava ne time vakatsanya. Ndakaisa chikafu chine mushonga wemakonzo ndichida kusara nemurume. Vakazosvika zvavo vese na bamkuru ini ndobva ndabuda. Havana kuzodya chikafu chiye vakangopa mwana wangu coz ndiye ega ange aripo vavo vari kuma boarding. Ndakadzoka kwandakange ndaenda ndokusvika mwana atofa iv...

Top ten healthy food you don't know

Image
  Here are the top 10 health foods that are beneficial for everyone along with their advantages, cost of cooking, cooking method, and ingredients: 1. Spinach    - Advantages: Packed with vitamins and minerals such as iron, calcium, and Vitamin A.    - Cost: Spinach is relatively affordable, especially when bought fresh or frozen in bulk.    - How to Cook: Sautee spinach with garlic and olive oil, or add it to smoothies and salads.    - Ingredients: Fresh or frozen spinach, garlic, olive oil. 2. Blueberries    - Advantages: Rich in antioxidants and fiber, known for their anti-inflammatory properties.    - Cost: Blueberries can be a bit expensive, especially when not in season, but frozen options are more budget-friendly.    - How to Cook: Use blueberries in smoothies, oatmeal, or salads, or bake them into muffins and pancakes.    - Ingredients: Fresh or frozen blueberries. 3. Quinoa    - Advant...

Ndakatiza mukadzi ( confession)

Image
  Hie Admin i have a problem with my wife haasi kundigamuchira nemwoyo wehumwari.Ndakambotiza pamba ndakaenda ne kunogara Ku girlfriend ndashandisirwa muteuro nemishonga. Ndakaenda kugirlfriend nemakombi two akanopararira ikoko nenyaya yekushaya service.Zvino girlfriend yakaenda kuZambia ndakasara ndakagara pamba pavo nekuona Kuti yanonoka kudzoka ndakatofunga kudzokera kumukadzi apawo bad part of it muviri wangu hausikunyatso ita mushe.Ndakadzoka pamba mukadzi Kana kundigashira nemufaro.Ndaitopera Simba apa ndichiremerwa ne tools box ndakasvikopunzikira paghedhi ndakatozopinzwa Mumba nema neighbours.Pane Kuti abatsire murume tozotaura nyaya mumashure yekushandisirwa mushonga kwandakaitwa.Haandi taudze taudze anongoti sadza raita akandiburitsira ziso apa Bp yangu inobva yashooter.Aitoudzwa naambuya vepanext Kuti murume wavo akatombopedza five years atorwa akadzoka vakamutambira Kana iye mukadzi baba vake vaitombonogara negirlfried kumapurazi vachidzoka pasina nyaya but...

Lobengula was buried in Zambia???

 *King Lobengula’s tomb found in Zambia* FOR over a century, it has been in the public domain that the Ndebele monarch, King Lobengula “disappeared” soon after crossing the Shangani River. However, there is new information that he went on to live in neighbouring Zambia among King Mpezeni’s people in Chipata and was entombed at Sanjika Cave in line with Ndebele customs. King Lobengula was last seen on December 4, 1893, when he rested under a Mutswiri (Leadwood) tree soon after the famous Pupu Battle during which his Imbizo Regiment under General Mtshane Khumalo killed settler forces’ commander Major Allan Wilson and his fighters. Despite their superior weaponry comprising Maxim guns and cannons, Major Wilson and his forces were killed by King Lobengula’s brave warriors. The epic battle that was fought on the shores of the Shangani River, symbolised the beginning of a protracted resistance against the settler colonial regime. Until recently, a tapering stone pillar with names of a 34...

Painful confession

Image
*Confession alert 💔💔* *So painful* Hide my ID bro. Aaa hangu nyaya yangu ingasekesa zvayo but iri serious mukoma .handisi kuziya kuti ijambwa here kana kuti munyama Rhyking. Unoziya hako kubva ndichizvara handisati ndamborara chero ne musikana 💔. Ndechitoda wangu but sinhi rangu harimiri totally. Chero ndikabata musikana sei mazamo, kiss, chero ndikaona chinhu chake haitomiri zvachose. Chero ndikabatwa wangu haisimuki😭ini ndichafa zvangu nema stress kuti saka ndichatofa ndisinawo mwana here. Ndanyadzisa pakawanda wangu kubata musikana kusvika apera Simba, zvekuti anotota kuzasi kwake, kusvika paku feeler zvekuti anovhura makumbo ake but yangu inongoramba kumira kuti ndimuudze Ndotya kuti anozoudza vanhu. Ndotozonyara kuti ndatadza kurara ne musikana anozondiona sekuti handina dhiri.. Ndombozama kumuita nechigunwe but zvoita worse coz anenge akuchemerera achiti ndichiisa dick yangu mukati make.. Apa dick anenge achiramba kusimuka😭😭. Please hapanawo here anoziva mushon...

Dead body makes women pregnant (Chitunha chomitisa munhu mupenyu)

Image
  Ever heard of a dead body making women pregnant? The Cemetery of Père-Lachaise is the largest cemetery in Paris. It gained worldwide fame for the most unusual reasons because of one young man - Victor Noir. It is believed that if a woman kisses the statue of Victor Noir on the lips, rubs the bulge in his trousers and drops a flower in his hat it will bring her enhanced fertility, and a blissful sex life. More specifically - if you want to find a beautiful lover, you should kiss Noir`s lips; if you want to get pregnant, you should touch his right foot; and if you want to have twins, you should touch his left foot. According to the myth, a baby will follow soon after and single ladies will find a husband within the year. Victor Noir’s lips, groin and shoes are shiny, while the rest of his body has the usual greenish tone of oxidized bronze because of how those parts was touched often.  That was why in 2004 a fence was placed around the statue of Noir with a warning sign: “Any ...

Bby rako raroorwa

 🔔 FOR EXAMPLE 🔔 ▪️Babe rako raroorwa by Enzo ▪️Chandelier by Winky ▪️Yashekasheka by Winky and Enzo ▪️Makaenda musina kuti bye bye by Hwinza 🎸🥁 Song haidi kutanga yaPerfomiwa live moisiya ichi trender online then mozoi recorder after. By the time yamunozoburitsa the studio version vanhu vanege vatojaira the first version whether ine quality or not.  You see, Live performances have a certain "VIBE" that they give to a song,that kind of vibe is extremely difficult to replicate in the studio,that is the very reason why Enzo's babe rako raroorwa live version sounds 10 times better than the studio version  It's because we got used to the live version before the studio version came out The same can be said about Winky's "Chandelier" You almost can't undo what the ear has already gotten used to, kana nzeve dzajaira zvadzajaira zvaendwa It's very hard to like a new version of the song you have been jamming to for days For the most part,what you imme...

Why ndakaita boyfriend confession part 1

Image
Woman 1 Hi mukoma ini chichaita ndiite boyfriend ndechekuti murume wangu haana rudo zvamuchose torarama kunge hanzvadzi even kubhuya neni haaiti anongo enda kubasa kana adzoka ogara kumota ozo pinda mumba aku rara saka i get lonely at times and crave for some love haana time neni i tried to spice up our marriage but i get tired of trying alone sex inoitwa once in a while we can go weeks without having but nenge ndichitoda ndaneta neku tanga munhu everyday so ndakungo siyana naye tane mwedzi wese no action no nothing  Woman 2 Topic yekuti chii chinokusunda kuita boyfriend. Have been married for more than 10 years. Baba vane usimbe in terms of bonde, anotokuitira rough kana uchida sex. Unotoudzwa kuti ndozvaunongofunga chete ini ndikufunga zvemari iwe ukungofunga zvesex. Apa iwe unenge utori nejinja chairo and you end up wakutochema. Baba vari rough ivavo ukamubvunza anything anopindura rough yekuti unonyarara and now hatiite nyaya umwe neumwe anenge ari ...

Hubbie anochita (help please)

Image
 https://whatsapp.com/channel/0029VaADnoH6RGJGK9XwOK21 *Hubby anoCheater* Hie post as hide. Ini ndine 14yrs mumarriage ndiri mkadzi ane 34yrs ndine vana 4 problem ndeyekut hubby ano cheater ende Shamwari dzake dzinondiudza kut mukaenda pakati izvozvi munomuona zveshuwawoo ndinonomuona pekutanga ndakambofunga kut maybe ma friends ake anondida but hapana akambondinyenga kana 1day, Apa and ndikamubata haakumbire sorry kana 1 day zvaro anenge achiramba. Problem yangu manje ndoenda kubasa kut ndishandise mari yangu kutenga zvinhu zvakaita sehembe kana midziyo yechikadzi yemumba anoramba anotsamwa ndavane 3yrs ndiri teacher but mu kitchen hamuna kana chinhu kana stove kana kitchen unit kana maplates or cups anongoti tichatenga anotora mari yangu ogadzira mota yake kana kutenga zvekuvakisa imba yatirikugara but izvozvi yavakupera saka akaunganidza mari ye kutenga mota pamari yake yaanoshanda yangu achishandisa zvepamba. Saka ini kubva achitenga mota 2012 handina kumbobvira ndatora license...